Musha mukadzi

Musha mukadzi Inspiring, motivating and encouraging other women to achieve their goals
(9)

Evening Musha Mukadzi, ndauya kuzopindura vati  ndakatora cheap builder, nevabvunza kuti makamboona paakavaka here musat...
05/10/2026

Evening Musha Mukadzi, ndauya kuzopindura vati ndakatora cheap builder, nevabvunza kuti makamboona paakavaka here musati mamupa basa? Imba iyi yakakura floor area 332sqm, labour ndakanzi $7000 from foundation to Wall plate. Material ndaizvitengera ndichishandisa BOQ ravakandipa. Itori construction company , ndakatoona dzimwe dzavakavaka, asi kwangu vakandiitira hutsinye nokuti ndanga ndisiri paground, vakashandisa vanhu vasitori maBuilder varikudzidzira basa, chances are high kuti ndichatoputsa kutangidza patsva. Zvinorwadza zvandakaitirwa izvi😭😭😭

05/10/2026

Hello Musha Mukadzi I’m looking for affordable roofer in Bulawayo.for a 3 bedroom home

05/10/2026

Hi musha mukadzi ho are you can post for me
Selling stand in chitungwiza under council 200sqm $4500
For more info contact +263 77 444 0122

Aspire to inspire Kuisa maCurtain it's an achievement, Farai neni madzimai, 100% Sunblock curtains  for dining,Lounge an...
05/10/2026

Aspire to inspire
Kuisa maCurtain it's an achievement, Farai neni madzimai,
100% Sunblock curtains for dining,Lounge and 1 bedroom, material+labour ,budget $430
Made and installed by Smarttech Interiors +263 77 869 7386

05/10/2026

How are you .. pandinokwanisa kuita a nice 3 roomed cottage ndozovaka a 6 bedroomed house ine garage and enough space yekutandarira and a jurawall ..ndingada how many m² stand

05/10/2026

Good day, ndokumbirawo plug yekunowanikwa maexterior doors akasimba ewood, which can be fitted on steel doorframes. Post for me. Those with pictures can show

Makasimba here,  ndikutengesa stand yangu muchivhu mutown.   200m²  infill  two stages approved. All stage upto slab lev...
05/10/2026

Makasimba here, ndikutengesa stand yangu muchivhu mutown. 200m² infill two stages approved. All stage upto slab level already paid full serviced water suwage electricity road. 60m kubva pamashops irimu kundisi land developer file rakavhurwa plan yaka approval everything in order $6,3k USD
Hapana major reason. For sale ndoda kuvaka kumusha ,number dzangu +26774698537

05/10/2026

Hie mushamukadzi , am really inspired by your work, we are getting recommendations. May you please recommend on your page reliable plumbers from tubing to bathrooms, soakaways etc. Thanking you in advance will be on the lookout for your posts

Morning Musha Mukadzi,I am biulding this small 4bed in Tafara mabvuku , Land 274sqm, floor area 134sqm, 4beds, master wi...
05/10/2026

Morning Musha Mukadzi,I am biulding this small 4bed in Tafara mabvuku , Land 274sqm, floor area 134sqm, 4beds, master with ensuite, separate bathroom, separate toilet, open plan kitchen, dining and lounge. My biulder is Mike rupiya 077 328 8631

He has done a very good job kana ndapedza will share the whole breakdown from labour to materials. Thank you šŸ™

05/10/2026

Makadiyi musha mukadzi kune vanhu wo vanoita zvemasolar nekugadzira borehall kwekwe or gweru veduwee or ndotorawo vanhu vanoita veharare here munofungeyi nhayi madzimai but vano zoenda kunogadzira musha uri mukati mezhombe

Address

Capetown
Cape Town
7700

Opening Hours

Monday 07:00 - 20:00
Tuesday 07:00 - 20:00
Wednesday 07:00 - 20:00
Thursday 07:00 - 20:00
Friday 07:00 - 20:00
Saturday 08:00 - 20:00
Sunday 08:00 - 20:00

Telephone

+27730221120

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Musha mukadzi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Musha mukadzi:

Shortcuts

Featured

Share