Joel Makotose

Joel Makotose Brick work,Roofining,Plastering,Ceiling and Tilling Call/App ±26776393963 or ±26777475779
(2)

06/08/2026

My hustle

19/06/2026

KUKOSHA KWEMUTI WEMUZEZE

Kana takatarisa mudzimba medu... Kana mwana achida kuitirwa zvinhu anonanga nekuma Amai kwete kuna Baba.. Amai ndivo vanonzwisisa kurwadza kwembereko.

Mwana akarohwa naAmai anochema achidana Mai vamurova uye mwana akarangwa naAmai anomhanya kwavari zvekare kana ave nenzara.. amai vanogona kutsamwa asi havagari nechigumbu mumoyo vanokasika kuregerera.

Muti we MUZEZE ndiwo muti unochemerwa kumachembere.. Kana ukatema muzeze unokasika kuoma.. zvichiratidza kukasika kuregerera kwemachembere...

Unotora upfu hwako, bikiro rako ne mavave wopfugama uchikumbirira uchidiri zvinhu izvi pasi peMuzeze

Vane nhau dzewanano vanodakugadzira misha vanoenda pasi peMuzeze komachembere ndiwo madzitete nemadzimbuyaka.

Nevaya vanoona kunge vane munyama ndipo paunogezwa nokuti basa remachembere ndere kutsvaira zvikwekwe.

Vaya vane dambudziko rekushaya mbereko torai makwati emuzeze mosanganisa nemazai monwa zvinhu izvi zuva nezuva muchana muzeze unorapa vanhu vanorwara nepfungwa kana mhepo dzemufi unoparadza vazukuru 061 096 7644

09/06/2026

MUSEKESA*
Kurapa chikosoro kwatisa mashizha manyoro wonwa mvura yacho.
Hombakadzi vaenda kunguva mazuva akawanda kwatisa mashizha aya wonwa mvura yacho mazuva ekutevera.
Kurapa Bilhazia sanganisa mudzi wacho nendorani wonwa mumahewo kana kuisa mubota.

09/06/2026

*VARUME VAKASUNGWA NHENGO YEBONDE*

1. Tora nyimo mbishi wodzikuya into powder, Chiisa powder mumvura wonwa mvura yacho.✊

2. Tora 500ml yefresh milk, coke original NE weti or urine yako.Mix zvose izvi pamwe chinwa hako kusvika zvapera.

3. Ukaziva akakusunga after varara naye. Dzokera unorara naye futi, but this time unozvipukuta vego nemucheka vako. Chienda kumba vonyika
mucheka uya kuseni mumukaka fresh milk, kwete lacto zvauriwe. Chiubvisa manheru mucheka uya mumukaka uya vorasa hako zvose.

25/05/2026

Kwaziwai vazukuru vativi mana nhasi kwakadii kumasango kuno manake kwakadii sleep over .ichi chipwa mhango chorapa zvitsinga moboilisa motova panechitsinga ,kurapa musana motora momenya sedzimbe modya , paluck chikara mopisa choita dota moisa mumafuta ekuzora mozora kumeso muchitaurira zvamunoda , chaunga motora motaura zvamunoda mochiisa pamuti pamba ,kudzivirira mheni kuisa pamuti pamba kubatanidza mhuri kutaura zvamunoda pachiiri anoita manake Toda manake veduwe

24/05/2026

: *KUSAMIRA ZVAKANAKA KWENHENGO*.

Kusamira kwenhengo zvakanaka idambudziko ranetsa mudzimba dzakawanda. And inhau inoshungurudza chose. Murume anoshaya confidence mubedroom uye kutanga kutiza tiza nhau dzebonde.
Pano tichatanga kutaura kuti zvinokonzerwa nei.

Zvikonzero:
1.) Kuve uine chimwe chezvirwere zvinotevera:
Diabetes,High blood pressure,Heart desease...nhengo inomiswa neropa. Paya paunoona yaoma kuti ngaa seine bhonzo. Iropa rinenge rakazadza nhengo. Panomira nhengo moyo unoendesa ropa kunhengo asi unofana kupa ropa futi kumamwe maparts emwiri.Saka kana uine chimwe chezvirwere izvi. Moyo wako unonetseka kumaintainer balance yeropa zvopa kuti unonyima ropa kunhengo yako yorega kumira zvakanaka. Ndokusaka kunwa mapiritsi ekumisa nhengo kusingakurudzirwe kana usingazive kuti hauna zvirwere izvi unokwanisa kufa nekuti mapiritsi forces you heart to overwork iyo yagara iri weak.

2.)Nerve cell damage mubrain...pane chemical inonzi Dopamine ino releaswa paunoita mifungo yebonde. Saka nekuda kwecondition iyi. Huwandu wedopamine inodiwa hunoita shoma.
3..)Hardening of the arteries...iyi condition inoitika kana mafuta awandisa oungana mumadziro emaarteries ako zvokonzera kuti maarteries ako anove narrow or kublocker.
4..)High Cholesteral...inokonzera futi problem 3 iyo..
5..) Low s***m count...mas***ms akaita mashoma. Nhengo yako haimire nesimba. Evidence iri pakuti mamiriro anoita nhengo yako wagarisa usina kumborasa hurume akasiyana nemamiriro ainoita wabva kurasa ukagara uchihurasa. Kuwanda kwemas***ms kunotuma ngengo kumira.
6.)Smocking and Kuwanza doro...kuputa fodya kwenguva refu kuno affecter mabhora emurume. Anokwanisa kudzoka kuita madiki or kukurisa. Zvinonokanganisa simbe renhengo yako.
7.) Kumbove waishandisa mishonga yekumisa nhengo.
8.) Kunge wakambowanza bonyora...kune anonzi mabonding hormones(oxytocin,vessopresin) Ano creater bond between munhu neobject inomupa sexual pleasure. Saka kana wakawanza bonyora unenge watojaira ruoko. Iyi tichazoibata

13/05/2026
01/05/2026

uyo mfana akakwira pamusoro Pemba anoda shamhu ine munyu, isu hatisi kumira kutsigira musangano

01/05/2026

Kkkkk kule vangu vazonyanya kwanzi 3030 ✊✊💪

27/04/2026

*Unoziva sei kuti mwana wako anosvikirwa*

Vana vanedzimu vano vhumuka kana vakarara nekuda kwekuti anenge achiona zvunhu zvevanhu
Vanotaura voga kana vakarara dzimwe anotaura zvaaswera achiita
Dzimwe nguva anotaura asi anenge asiri iye
Dzimwe nguva anomuka ariku hope agofamba kuda kutobuda .kutosvikirwa
Dzimwe nguva haakasike arara
Kazhinji vanorohwa nemunhikwi

Vana ava kumuendesa kuchikoro idambudziko ..vanochema pacresh ne grade one asi anozojaira anenge oyendawo oga
Zvikabata haasvike kuchikoro anogara musango ozouya kumba nguva yekubuda kwevamwe yakwana

Vana ava vane zvipo vanoona zvakawanda saka vanoda kupota vachizorwa mafuta egwai
Pavanoinda kuchikoro
Kana vasati varara

Vamwe vacho vanoto muka vachitoda bute
Njere dzavo vachiri vadoko dzedzo funga semunhu mukuru

Iko kumwa tea vanomwa tea makapu akawanda
Iko kudikitira vanodikitira nguva nenguva dzimwe nguva nekuda kwezviri paari
Haafarire kufuka jira chero kune chando anorashira jira kure

Havafafire butsu
Havafarire masocks
Havafarire mugwada
Havafarire kuinda pavanhu vakawanda
Ukainda naye pane vanhu vakawanda anenge asina mufaro asi zvozoita zvichino pera

Vana vakadero ukaona vakachema zvekuramba kuinda paya paunenge waronga rwendo
Rega kuinda nekuti mudzimu uripaari unenge uchikupa chenjedzo

Vana ivavo vanovhumuka husiku musaita kuti vaone pano urawa mombe mbudzi kana huku vakatarisa ...Vanogona kusazodya nyama hupenyu hwavo

Umwe unomuona nekuramba ramba zvimwe zvikafu zvamobika

Kune vana vakatemerwa nyora dzehuroyi ....Vanotsenga vakarara ..
Vanomuka kana vakarara kutoda kuinda panze rerabata shavi
Vanomuka vogara asi ariku hope
Haade salt yakawanda muusavi
Kuvenga vanhu vanosvika pamba nekahu tsinye
Zvino ukaona zvichidaro ngaakweshwe nyora achiri mudiki nekuti akakura akadaro anotozo ita muroyi

Cherechedzai vana venyu muva chengete muchiona marara miro avo sevabereki 🙏🙏

Address

Tswapong
Ratholo

Telephone

+26776393963

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Joel Makotose posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share